Uwandu hweutachiwana pamwe nekungororwa kweCD4
zvirehwarehwa
ZVIREHWAREHWA
Uwandu wehutachiona hwako chinhu chisingashanduke.
Chokwadi
Viral load yako inokwira nekudzika zvichienderana nehutano hwako hwose uye kuti unotora mishonga yako zvakanaka sei. Kana ukatora mushonga wako nemazvo, hutachiona hweHIV huchadzikira.